Shona Bible
The Holy Bible in Shona - Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS). Ito'y LIBRE.
Ito simple at user friendly na app ay isang mas madaling paraan upang pakiramdam ang salita ng Diyos sa iyong puso at sa pakiramdam langit na mas malapit sa iyo at sa iyong mga mahal sa buhay. Dalhin ang iyong anumang oras ng Bibliya at kahit saan ka pumunta, at basahin ang iyong mga app Bible kung saan man at kahit kailan mo gusto liwanag sa iyong isipan.
TAMPOK
Simple format at madaling basahin.
Search function
Ibahagi sa mga social media tulad ng Facebook at email.
Ito'y LIBRE.
bersyon Impormasyon
Bhaibheri Dzvene MuChiShona
Bhaibheri Dzvene rino rakaturikirwa mumutauro weChiShona. Basa iri rakaitwa neveInternational Bible Society, varidzi veBhaibheri rakaturikirwa muChiRungu rinonzi. Unyanzvi hwakashandiswa pakuturikirwa kweNIV ndihwo hwakashandiswawo pakuturikira Bhaibheri ramakabata: kuturikirwa nomazvo kwezvinyorwa zvakare, zvakanyorwa mumutauro wokutanga-tanga, wazvakanyorwa Nawo (ChiHebheru, ChiAramu neChiGiriki), pachishandiswa Mashoko akajeka, shona bible bersiyon, uye nokunzwisiswa kworunako rwamanyorerwo eChiShona chakanaka. Muropafadzwe nechokwadi chinogara nokusingaperi chinowanikwa muBhaibheri iri.
Uswa hunooma uye maruva anowa, shona bible lumang tipan
asi shoko raMwari wedu rinogara nokusingaperi.
Na-update noong
Ago 25, 2020